KwaunobvaDuramazwiPpfuhwira

Duramazwi

pfuhwira

Zvinoreva

Kana munhu achinzi akapfuhwira mudiwa wake anenge akamudyisa mushonga wokuti anyanye kumuda.

1

Kana munhu achinzi akapfuhwira mudiwa wake anenge akamudyisa mushonga wokuti anyanye kumuda.

Kana munhu achinzi akapfuhwira mudiwa wake anenge akamudyisa mushonga wokuti anyanye kumuda.

Dhamba munhu aimbove nehasha dzakawanda asi anenge adzikama nekuti akapihwa mupfuhwira kana kuitirwa zvimwewo.

Uyu mupfuhwira unogadzirwa nenhengo dzedzvinyu rinowanzoonekwa pamadziro emba, unonzi unopiwa murume kuti asabve pamba.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word