KwaunobvaDuramazwiFfuga

Duramazwi

fuga

Zvinoreva

Kuzvifukidza nejira kana gumbeze kuitira kudziya.

1

Kuzvifukidza nejira kana gumbeze kuitira kudziya.

Tanaka nekunyara semunhu aisada zvisina Basa akatanga kuwaridza chimbi chimbi kwave kufuga musoro ndokubva arara Akadaro.

Wegudza ndowegudza kufuga gumbeze rinotsva.

Kufuga rako woga Mukupindura mibvunzo iyi ngapave nekuwirirana kwazvakaita pamusoro.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fugama

Kufugama kudzikisa muviri kusvika wamira nemabvi, kuri kuratidza rukudzo. Mune dzimwe svondo vanhu vanotofugama kana vava kunamata.

Verenga

Swipe for the next word