KwaunobvaDuramazwiBbvaru

Zvinoreva

Kuti bvaru kumwauka kwezvakaita sejira kana bepa richiita zvipenga.

1

Kuti bvaru kumwauka kwezvakaita sejira kana bepa richiita zvipenga.

Kuti bvaru kuseka kwekugegedzera kunoitwa nemunhu anakidzwa chaizvo.

Kuti bvaru kumwauka kwezvakaita sejira kana bepa richiita zvipenga.

Zvakafanana

paru

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvaruka

Kana munhu abvaruka anenge aseka achigegedzera uye achiratidza kuti anakidzwa zvokupereredza.

Verenga

Swipe for the next word