Duramazwi
Zvinoreva
Uku kusvetuka kubva panhu uchienda pamwe panhu.
1
Uku kusvetuka kubva panhu uchienda pamwe panhu.
Ndakaona kuti ndava kusara, ndakabva ndangokwakukira mubhazi rakanga rosimuka.
Kubvumbuka kukwakukira shure nekukasika sezvinoitwa nemhuka yaona chinovhundutsa mberi kwayo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwakura
Kana tsotsi ikakwakura bhegi kana chikwama inenge yazvibvuta chiriporipotyo.
VerengaSwipe for the next word