KwaunobvaDuramazwiSsvetukira

Duramazwi

svetukira

Zvinoreva

Kuurukira.

1

Kuurukira.

Ruoko rwangu rwakabwodoka apo ndakasvetukira bhora ndokuzomhara pasi.

Gudo rakasvetukira padavi remuti iro ndokuti depи.

Kuti dhingu kudenha chinhu chakafanana nedhibura richibva rasvetukira mudenga.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svetwa

Kunanzvwirwa kana kutorerwa mweya.

Verenga

Swipe for the next word