Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchisvetera unenge uchinwa muto, kuti ukwanise kudya sadza.
1
Kana uchisvetera unenge uchinwa muto, kuti ukwanise kudya sadza.
Kana jira richinwa mvura rinenge richisvetera mvura mariri, sezviya zvinoita majuzi.
Kana uchisvetera unenge uchinwa muto, kuti ukwanise kudya sadza.
Kana uchitsvetera unenge uchiisa dovi kana majarini pachingwa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svetu
Kuti svetu kukweva chinwiwa.
VerengaSwipe for the next word