Duramazwi
Zvinoreva
Kuti svetu kukweva chinwiwa.
Kuti svetu kutomuka munhu achikwira mudenga. Paakasvika pamugero une mvura, akati svetu achibva anomira mhiri.
Kuti svetu kukweva chinwiwa.
Kumatisa kudzingirira chimwe chinhu zvakasimba. Mhembwe yakati svetu svetu ndiye tande ichimatiswa nembwa.
Kuti svetu kutomuka munhu achikwira mudenga. Paakasvika pamugero une mvura, akati svetu achibva anomira mhiri.
Kuti tsvetu kufaira kana kurodzera banga kuti ripinze.

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svetuka
dive
VerengaSwipe for the next word