Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwachu kubvisa chimedu uchiruma nemazino zvine simba.
Kuti kwachu kudambura chinhu chakanamira.

Kuti kwachu kutora mari kana zvimwe zvinhu zvakawanda panguva imwe cheteyo.
Kuti kwachu kwachu kuverenga mari yemapepa uchiita imwe imwe.

Kuti kwachu kupindura munhu nehasha.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwachu kwachu
Kuti kwachu kwachu kuverenga mari yemapepa uchiita imwe imwe.
VerengaSwipe for the next word