KwaunobvaDuramazwiFfashaidza

Duramazwi

fashaidza

Zvinoreva

Kana uchifashaidza poto unenge uchirega zviri kuvira mukati mayo zvichirasikira kunze.

1

Kupupidza kufashaidza nyama, zvikuru yembeva, kuti irege kuora painoomeswa.

Kana uchifashaidza poto unenge uchirega zviri kuvira mukati mayo zvichirasikira kunze.

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word