KwaunobvaDuramazwiFfashanudza

Duramazwi

fashanudza

fashufashai

Zvinoreva

panguva imwe chete. Ishwa dzakati fashanu kubuda mumwena.

Kana uchifashanudza zvinhu unenge uchiita kuti zvibude pazvinenge zviri, zvakawanda.

1

2

Zvakafanana

fashu · fashai

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fashanuka

Kana zvinhu zichinzi zvafashanuka zvinenge zvabuda pazvanga zviri zvakawanda.

Verenga

Swipe for the next word