KwaunobvaDuramazwiMmona

Duramazwi

mona

ferment

-mondera

Zvinoreva

Kumona kutenderedza chinhu chakaita setambo uchisunga chimwewo chinhu.

1

Kumona kutenderedza chinhu chakaita setambo uchisunga chimwewo chinhu.

Kumonyongoka kuzvimona-mona kunoita munhu achiratidza kuti ari kurwadziwa.

Kumona kutenderedza chinhu chakaita setambo uchisunga chimwewo chinhu.

Kukunga kumona jira raunoisa mumusoro mako kuti u- kwanise kutakura chimwe chinhu pamusoro.

2

Kana munhu achimona sadza anenge achirikurunga zvine simba achishadya zvakawanda mumukanwa panguva imwe chete, uchizvidya nokukurumidza.

Zvakafanana

-mondera

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

monana

Kupingana kana kuzvimonera pachinhu chimwe.

Verenga

Swipe for the next word