KwaunobvaDuramazwiTtepukira

Duramazwi

tepukira

Zvinoreva

Kana chinhu chichi nzi chakatepukira chinenge chichi-fonyoka nyore, sezvinoita waya.

1

Kana chinhu chichi nzi chakatepukira chinenge chichi-fonyoka nyore, sezvinoita waya.

Musharu rudzi rwemuti wakapfava uchitepukira unorukisa tswanda, sero nemhasa.

Kana chinhu chakadepa chinenge chakarebenuka uye chakatetepa chichitepukira.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word