KwaunobvaDuramazwiMmecha

Duramazwi

mecha

Zvinoreva

Kana chinhu chichimecha chimwe chinenge chichienderana nacho paruvara kana pakutaridzika.

1

Akanotora dress rainge rakanaka ramaitakue rainyatsomufita kwave Kubva apfeka nebhutsu dzacho dzaimecha.

Kana chinhu chichimecha chimwe chinenge chichienderana nacho paruvara kana pakutaridzika.

Kana nhumbi dzichinzi dzakamecha dzinenge dzine mavara anoenderana, dzichiti kana ukadzipfeka pamwe chete dzinenge dzichiyevedza.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mechisa

Muchina wekubatidza moto (matches).

Verenga

Swipe for the next word