KwaunobvaDuramazwiFfizuka

Duramazwi

fizuka

Zvinoreva

Kuvhinyuka.

1

Kuvhinyuka.

VaChoto pastor vakuchurch kwana Mai Mhofu ndovakauya kwave kutakura vana asi Tadiwa ainge ofizuka asisa svinure kana kutaura.

Kupfizuka kuvhunduka nokusimuka kana kuuruka panguva imwe chete kungaitwa nemhuka.

Kana munhu apfizuka anenge oita seafa, apera simba, asisapfakanyiki.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fizura

Kufizura kubika chikafu kwenguva shoma, zvekuti chinosara chisina kunyatsoibva.

Verenga

Swipe for the next word