Duramazwi · zita
hwenya
mugwenanguruve
Duramazwi · zita
Hwenya kabundo kanenge hanyanisi, kanodyiwa navanhu nenguruve, uye kane maruva anonhuhwirira.

Duramazwi
01 / 03hwenyakose
Hwenyakose munhu anofambisa makuhwa asi achinyepedzera kuva munhu kwaye kumativi maviri anenge asinganyatsowirirana.
VerengaSwipe for the next word