Duramazwi · zita
jekakosemuchekakose
Zvinoreva
Hwenyakose munhu anofambisa makuhwa asi achinyepedzera kuva munhu kwaye kumativi maviri anenge asinganyatsowirirana.
1

Hwenyakose mukombe unenge wakafa kumubato zvokuti unenge wava kubudisa zvawachereswa namativi ese.

2

Zvakafanana
jekakose · muchekakose
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwenye
Hwenye mashoko, nyaya kana makuhwa anenge achitaurwa nezvawo mazuva iwayo.
VerengaSwipe for the next word