KwaunobvaDuramazwiWwiriwiri

Duramazwi

wiriwiri

Zvinoreva

Kuti wiriwiri kudzika uchimhanyisa kubva panzvimbo yakakwirira.

1

Kuti wiriwiri kudzika uchimhanyisa kubva panzvimbo yakakwirira.

Vakomana vakadzika mugomo vachiti wiriwiri kutiza mbada.

Kuti wiriwiri kudzika uchimhanyisa kubva panzvimbo yakakwirira.

2

Kuti wiriwiri kuwira mugomba rakadzika, rakaita semughodhi.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wisa

Kuwisa kukonzera kudonha kwechinhu.

Verenga

Swipe for the next word