KwaunobvaDuramazwiWwirirano

Duramazwi · zita

wirirano

Zvinoreva

Kana vanhu vaine wirirano vanenge vachinzwisisana zvikuru vasinganyanyi kupokana.

1

Kana vanhu vaine wirirano vanenge vachinzwisisana zvikuru vasinganyanyi kupokana.

Pakutizisa mukumbo apa panenge paine wirirano yakakwana pakati pemusikana nemukomana.

Kana vanhu vaine wirirano vanenge vachinzwisisana zvikuru vasinganyanyi kupokana.

Chindevo mazwi anotevedzana, aine wirirano yavo oga, asi achishandiswa mukati mechirevo.

2

Pane zvemaumbirwo omutauro, wirirano kupindirana kunoita zviu-mbamazwi pakati pemazwi ari mumupanda mumwe chete muchirevo.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wiriri

Kuti wiriri kutenderera kwechinhu.

Verenga

Swipe for the next word