KwaunobvaDuramazwiWwirikiti

Duramazwi

wirikiti

Zvinoreva

Kuti wirikiti kudonha kwechinhu chakafara uye chakapfava.

1

Jira rakanga rakayanikwa pa waya rakati wirikiti pasi pakauya mhepo huru.

Kuti wirikiti kudonha kwechinhu chakafara uye chakapfava.

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word