KwaunobvaDuramazwiWwirirana

Duramazwi

wirirana

responsive · cordial

-bvumirana

Zvinoreva

Kunzwanana kwevanhu.

1

Kunzwanana kwevanhu.

Chaive chandikoshera panguva iyi kwaive kuwirirana nemwana wababa vangu.

Maitakue nyaya yekusawirirana nehama dzemurume hakuna kana aiva taudza.

Handiti ndizvo zvavainge vawirirana here kuti vaizomutora.

2

Kana vanhu vachiwirirana vanenge vachinzwisisana kana vachitamba vose pasina kunetsana.

3

Kana vanhu vakawirirana vanenge vabvumirana kuita zvimwe zvinhu vese neimwe nzira.

4

Kana kudya kuchiwirirana newe kunenge kuchiita kuti uve noutano hwakanaka.

Zvakafanana

-bvumirana

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wirirano

Kana vanhu vaine wirirano vanenge vachinzwisisana zvikuru vasinganyanyi kupokana.

Verenga

Swipe for the next word