Duramazwi
Zvinoreva
Kuti wire-e kumbundirana kunoita vanhu kana vasangana vachimhoresana.
1

Mai nomwana vakati wire-e kumbundirana nomufaro.
Kuti wire-e kumbundirana kunoita vanhu kana vasangana vachimhoresana.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wiri
Wiri ndezvinonyorwa nemunhu achizivisa zvaanoda kuti zizoitika kumari kana imwe pfuma yake kana iye afa.
VerengaSwipe for the next word