Kwaunobva/Duramazwi/P/pferenyuka
Duramazwi
Kupferenyuka kwengeka napamusoro zvokubva ganda.
pferenzura
Kupferenzura kupara chinhu chichibva chakuzvuka.
pferereka
Kupferereka kuburitsa karuzha kanoita mukweno wemachisi wakwenywa.
pferu
Kuti pferu kungoerekana waburitsa izwi rako uchiseka.
Swipe for the next word