Duramazwi02 / 03kuhumukaKana muchero ukakuhumuka unenge wadonha wakawanda kubva mumuti mushure mekunge wagumhwa kana kuzunzwa nemhepo.Verenga→
Duramazwi03 / 03kuhumuraKana munhu achikuhumura muchero mumuti anenge achiudonhedza wakawanda chaizvo asingatarisi kuti wakaibva here kana kuti hauna.Verenga→