KwaunobvaDuramazwiTtabvu

Duramazwi

tabvu

Zvinoreva

Kuti tabvu kurembuka kunoita zvinhu zvakaita sederere nezvimwewo.

1

Kuti tabvu kurembuka kunoita zvinhu zvakaita sederere nezvimwewo.

Kuti tabvu kurembuka kunoita zvinhu zvakaita sederere nezvimwewo.

Kuti katabvu kucheka zvakadzika muganda kana munyama.

Kuti tatabvu kudambura chinhu uchishandisa mazino. Kaharahwa kakati tatabvu nyama namazino, iyo ikati kwete.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tabvuka

Kana chinhu chichitabvuka chinenge chichiti kana ukachisimudza chinorembuka. Vanhu vazhinji vanosema derere nokuti rinotabvuka pakudya.

Verenga

Swipe for the next word