Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane matyira anenge ane rukudzo, achiziva zvaanokwanisa kuita nezvaasingakwanisi uye nevanhu vaanozviitira.
1

Vaive vavharisa Mai Nokutenda vekushaya matyira.
Kana munhu achinzi anoshinhwa anenge ari munhu asina matyira pakuita zvakashata.
Kana munhu achinzi ane matyira anenge ane rukudzo, achiziva zvaanokwanisa kuita nezvaasingakwanisi uye nevanhu vaanozviitira.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matyo
Kana munhu achinzi ane matyo anenge ane ugwara hwakanyanya. Jona ane matyo, ukafamba naye usiku anogona kutiza zvitsiga achiti mabhinya.
VerengaSwipe for the next word