Duramazwi02 / 03kumuchaKana mufundisi wesvondo achikumucha zvakanyorwa muBhaibheri anenge achitsanangurira vanhu kuti vanyatsonzwisisa zvinofanira kuitwa.Verenga→