KwaunobvaDuramazwiHhwa-a

Zvinoreva

Kuti hwa-a kupera kwechikafu kana zvimwewo zvinhu, kusara pasisina kana chii zvacho.

1

Upfu zvahwapera kuti hwa-a, hameno kuti tinodyei nhasi.

Kuti hwa-a kupera kwechikafu kana zvimwewo zvinhu, kusara pasisina kana chii zvacho.

Zvakafanana

pe pe pe · dhu-u · nyangara

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwa hwa

Kuti hwa hwa kuchema kunoita imbwa kana yarohwa.

Verenga

Swipe for the next word