KwaunobvaDuramazwiHHuyo

Duramazwi · zita

Huyo

hand-held grinding stone (used with guyo)

Zvinoreva

Huyo ibwe rakapamhama divi rimwe kana maviri, rinoshandiswa kukuya zviyo kana dovi.

1

Huyo ibwe rakapamhama divi rimwe kana maviri, rinoshandiswa kukuya zviyo kana dovi.

Huyo ibwe rakapamhama divi rimwe kana maviri, rinoshandiswa kukuya zviyo kana dovi.

Kukuya kushandisa huyo paguyo kuita kuti zvaunenge uchigaya zvitsetseke.

Kuti mve mve mve kurira kunoita huyo kana munhu achikuya paguyo.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwa

Inzwi rinoshandiswa kutyisidzira.

Verenga

Swipe for the next word