KwaunobvaDuramazwiHhwa

Duramazwi

hwa

n'wai

Zvinoreva

Inzwi rinoshandiswa kutyisidzira.

Kuti hwa kuchema kunoita gava kana imbwa yarohwa.

Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 14.

1

Inzwi rinoshandiswa kutyisidzira.

Muti wakaro-hwa nemhepo ukabva warerekera kuwaya yehuku.

Upfu zvahwapera kuti hwa-a, hameno kuti tinodyei nhasi.

Hwa-hwa hwomumakeni hunodhura.

2

Kuti hwa kuchema kunoita gava kana imbwa yarohwa.

Muti wakaro-hwa nemhepo ukabva warerekera kuwaya yehuku.

Upfu zvahwapera kuti hwa-a, hameno kuti tinodyei nhasi.

Hwa-hwa hwomumakeni hunodhura.

3

Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 14.

Hwahwa hwaMai Gora hwunonaka.

Muti wakaro-hwa nemhepo ukabva warerekera kuwaya yehuku.

Chitaira utsanzi hwa-unoshandisa pane chimwe chinhu nechinangwa chekuti chinake.

Zvakafanana

n'wai

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwa-a

Kuti hwa-a kupera kwechikafu kana zvimwewo zvinhu, kusara pasisina kana chii zvacho.

Verenga

Swipe for the next word