Duramazwi
Zvinoreva
Kuti funya kuunyanisa kumeso uchitaridza kushatirwa kana kushamiswa.
Kupeta kana kugonya.

Atandavara aguta, apfunya ndiye avata nayo.
Kufunya kudzorera nzwara mumba-ma sezvinoita munhu achikunga chibhakera.
Kupeta kana kugonya.
Kuti funya kuunyanisa kumeso uchitaridza kushatirwa kana kushamiswa.
Kufunya kudzorera nzwara mumba-ma sezvinoita munhu achikunga chibhakera.
Kana ukafunya hembe unenge waipeta maoko ayo uchikwidza kumusoro.
Kana uchifunya makumbo unenge uchiapeta uchiadzorera kumashure. Varume zvinenge zvinovanetsa kufunya chisero sezvinoita vakadzi.
Kufunya kudzorera nzwara mumba-ma sezvinoita munhu achikunga chibhakera.
Kana ukafunya hembe unenge waipeta maoko ayo uchikwidza kumusoro.
Zvakafanana
-gonya
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03funyana
Kufunyana kupeteka kunoita jira kana hanzu. Ko, unopfeka hembe yakafunyana kudaro, asi aini haunasu?
VerengaSwipe for the next word