Duramazwi
Zvinoreva
Kubvisa ganda kana makanda.
1
Kubvisa ganda kana makanda.
Kana mukafunura manhanga munenge mava kubvisa mashi-.
Kufufunura kubvisa ganda repamusoro pechinhu.
Kutupfunura kuita kuti pakasungwa paregedze.
2
Kufunura kumenya kana kubvisa ganda pachinhu. Vamwe vanoti kana vabika mbambaira vongodya dzakadaro vasina kufunura makanda.
3
Kana mukafunura manhanga munenge mava kubvisa mashi-.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03funurwa
VerengaSwipe for the next word