KwaunobvaDuramazwiDdyura

Duramazwi

dyura

Zvinoreva

Kutipfura.

1

Kutipfura.

VaNhengure vakanga vakati rabada vachiudyura maziso somunhu abatwa negara.

Paakawanikidzwa achiba, akaudyura maziso kunge achabuda.

Kubhubhudyura kutsenga nyama yakaita serunda zvinoratidza kuti nyakudya mukari.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dywedywe

Dywedywe rudzi rweshiri inodya tupukanana, inoonekwa ichifamba pasi nedzimwe dzayo ichitsvaka chokudya.

Verenga

Swipe for the next word