KwaunobvaDuramazwiCchishava

Duramazwi · zita

chishava

Zvinoreva

Nyama yezvirango.

1

Nyama yezvirango.

Chishava chinhu chakashata chingaitwa ichitova mhosva, sekubaya munhu nebanga.

Chishava in'ombe inourayiwa panotambwa chimanda chomunhukadzi achangoroorwa.

Chishava inyama inowanikwa pasi pebandauko kana pachidya, inowanza kupiwa kudare sezvirango.

2

3

4

Chishava chinhu chakashata chingaitwa ichitova mhosva, sekubaya munhu nebanga.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

ChiShawasha

ChiShawasha chikamu chebazi reChiZezuru, chinotaurwa kunharaunda yekwa-Chinamhora nekuDomboshava.

Verenga

Swipe for the next word