Duramazwi03 / 03jiriJiri inzvimbo ine mishuku kana kuti mizhanje yakawanda yakamera pedo napedo. Vanhu vanotengesa mashuku ava havadhuri nokuti vanoita zvokungondomanonga kujiri.Verenga→