KwaunobvaDuramazwiJjinyu

Duramazwi

jinyu

Zvinoreva

Jinyu tumitaro kana tumavende tunoita parekeni yagarisa kana yanaiwa nemvura.

1

Jinyu tumitaro kana tumavende tunoita parekeni yagarisa kana yanaiwa nemvura.

Pandamuti andipe mari yangu, abva anditi jinyu kunge ndamutadzira.

Jinyu itsika yekutsamwa uchipindura vamwe mazwi magaramwoyo, zvine hasha mukati.

Jinyu tumitaro kana tumavende tunoita parekeni yagarisa kana yanaiwa nemvura.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jinyu [jenyu]

Kuti munhu jinyu kumupindura mashoko anosvota.

Verenga

Swipe for the next word