Duramazwi · zita
machira
coupled · wove · fabrics
Duramazwi · zita
coupled · wove · fabrics
Iri izwi rekuti jira raiswa kuuzhinji.
Iri izwi rekuti jira raiswa kuuzhinji.
Vakazotanga kunyara ndokubva vafuga machira epamasofa kwave kutanga kunanaira vodzokera kunopfeka.
Waita mbereko ada kusuka machira.
Chiwariro ijira raunotanga kuwaridza paunorara wozoisa mamwe machira pamusoro.
Machira micheka, kazhinji michena nemitema, inomonerwa nemunhu anomukirwa nemudzimu.
Duramazwi
01 / 03machiriri
Machiriri vanhu vakawanda vanenge vakamira vachiona kana kuita chinhu chimwe chete.
VerengaSwipe for the next word