KwaunobvaDuramazwiMmachisa

Duramazwi · zita

machisa

Zvinoreva

Muchina yerubatsiro kure.

1

Muchina yerubatsiro kure.

Kukwenya machisa kukwizanisa rutanda rwemachisi pabhokisi racho kuti ubakidze moto.

Kuhatuka kubatira moto kwechinhu nekukurumidza. Ukangokwenyera machisa mumipani, inohatuka kamwe chete.

Kupfutsa moto kutora huni kwava kudzibatidza pamwe chete nekutora uswa kana mapepa, wozotungidza machisa kuti pave nemoto.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word