KwaunobvaDuramazwiMmachubhu

Duramazwi · zita

machubhu

tubes

Zvinoreva

Machubhu inzira dzemuchibereko chomunhukadzi dzinofamba nadzo mazai kubva kumhendero.

1

Machubhu inzira dzemuchibereko chomunhukadzi dzinofamba nadzo mazai kubva kumhendero.

Machubhu inzira dzemuchibereko chomunhukadzi dzinofamba nadzo mazai kubva kumhendero.

Mbombi mudziyo unokwanisa kusveta mweya kubva kunze uchizopomberwa mumachubhu.

Baro chirwere chemuchibereko chemunhukadzi chinogona kukonzera kubva kwepamuviri kana kuvharika kwemachubhu.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

machururu

Machururu kuvapo kwezvinhu zvakaita semvura zvakawanda chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word