KwaunobvaDuramazwiMmadadu

Duramazwi · zita

madadu

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane madadu anenge asingagutsikani chero mukamuitira zvakanaka zvakadii.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

madambi

Kana munhu achiita madambi anenge achiita chimwe chinbu nenzira isingagonekwi nevamwe, uye achiitira kuti ayemurwe.

Verenga

Swipe for the next word