KwaunobvaDuramazwiCchirudzii

Duramazwi

chirudzii

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kubvunza zviri kuitwa nomunhu uye kuti zvinorevei, kunyanya kana zviri zvinhu zvisina kufanira.

1

Iri izwi rinoshandiswa kubvunza zviri kuitwa nomunhu uye kuti zvinorevei, kunyanya kana zviri zvinhu zvisina kufanira.

Ko iye Tadiwa anopinda nemumwe murume mubedroom yevabereki vake chirudzii?

Zvino hameno kuti aive achazobuda chirudzii nekuti pamba paitove nesecurity svinu chaiyo.

Zvino ndaive ndakutoshaya kuti ndinomubudisa chirudzii?.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirugu

Chirugu idanga kana kuti imba inorara huku,

Verenga

Swipe for the next word