Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bvu bvu bvu kuva neutano hwakadzikira.
1
Kuti bvu bvu bvu kuva neutano hwakadzikira.
Muviri wanga wati bvu bvu bvu nokuda kwekurwara.
2
Kuti bvu bvu bvu kuzunza muviri kwechimwe chinhu.
Shiri yakati bvu bvu bvu ichibva yabhururuka.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvubva
Kubvubva kurwira kutora chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word