KwaunobvaDuramazwiBbvu

Duramazwi

bvu

Zvinoreva

Kuzara kwechinhu chakafara kana kuti chinopararira.

1

Kuzara kwechinhu chakafara kana kuti chinopararira.

2

Kuti bvu kuseka kwevanhu vakawanda nguva imwe.

Paakadonha nebhasi-koro, vanhu vose vakabva vati bvu kuseka.

3

Kana chipfeko chichiti bvu chinenge chichivharidzira muviri wose kana wakachipfeka.

Ambuya vangu vanofarira kuti ndivatengere hembe dzinoti bvu.

4

Kuti bvu kupararira kwezvinhu zvakawanda.

Nhumbi dzaJojo dzaive dzakati bvu paruware.

5

Kana munhu akati bvu anenge akaneta zvikuru.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvu bvu bvu

Kuti bvu bvu bvu kuva neutano hwakadzikira.

Verenga

Swipe for the next word