KwaunobvaDuramazwiCchipingo

Duramazwi · zita

chipingo

anchor

Zvinoreva

Chipingo mushonga unoteyiwa pamiti yemichero kana pazvirimwa unoita kuti kana munhu aba atadze kubvapo.

1

Chipingo mushonga unoteyiwa pamiti yemichero kana pazvirimwa unoita kuti kana munhu aba atadze kubvapo.

Chihuri.

Vakashandisa chipingo pamuti wemapopo kudzivirira mbavha.

Zvakafanana

rukwa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipini

Kana mwana ari kuzvarwa aita chipini anenge atanga kubuda makumbo, musoro wozotevera.

Verenga

Swipe for the next word