KwaunobvaDuramazwiNnjenjemuka

Duramazwi

njenjemuka

Zvinoreva

Kunjenjemuka kupenya kwechinhu chiri kure.

Kunjenjemuka kuisa demo kana imwe simbi yaunenge uchipfura, uchimboiisa mumoto kuti igoita nyore kupfura.

1

2

Kunjenjemuka kuchena kwekunze kuchiedza.

3

Kunjenjemuka kuisa demo kana imwe simbi yaunenge uchipfura, uchimboiisa mumoto kuti igoita nyore kupfura.

Kunjenjemuka kuisa demo kana imwe simbi yaunenge uchipfura, uchimboiisa mumoto kuti igoita nyore kupfura.

Kunjenjemuka kupenya kwechinhu chiri kure.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njenjenje

Njenjenje idombo rinovaima.

Verenga

Swipe for the next word