Duramazwi
njenjemera
transparent · revealing
Duramazwi
transparent · revealing
Kana imba ichinjenjemera unenge uchikwanisa kuona zviri kunze uri mukati, nokuti inenge isina kunyatsopfirirwa neushwa hwakakwana.
Kana imba ichinjenjemera unenge uchikwanisa kuona zviri kunze uri mukati, nokuti inenge isina kunyatsopfirirwa neushwa hwakakwana.
Girazi kamudziyo kanonjenjemera, kanoshandiswa kumwira mvura, doro nezvimwe zvinwiwa.
Jojeti kajira kanonjenjemera kachionesa zviri mukati, kanoshandiswa kusona mbatya dzechidzimai.
Resi ijira rinonjenjemera rinenge rakagadzirwa mapatani, rinozosonerwa pane dzimwe hembe kuti dzitarisike zvakanaka.
-n'aza
-njenjema
Duramazwi
01 / 03njenjemuka
Kunjenjemuka kupenya kwechinhu chiri kure.
VerengaSwipe for the next word