KwaunobvaDuramazwiUunhengo

Duramazwi · zita

unhengo

membership

Zvinoreva

Unhengo ndezvinogona kuitwa nemunhu anenge anyoresa kuti ava mumwe wesangano kana chikwata zviri pamutemo.

1

Utu tunhengo tudikidiki tunosara mushure mekunze munhu kana mhuka zvadyiwa nechimwe chipuka.

Rukangaza mushonga unoshandiswa kupedza marwadzo anoita munhengo dzinofamba neweti mumuviri.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unherera

Unherera kuve mwana akafirwa namai nababa.

Verenga

Swipe for the next word