KwaunobvaDuramazwiUunheva

Duramazwi · zita

unheva

Zvinoreva

Unheva kushaya simba kwemwana anenge azvarwa ari gavamwedzi.

1

Unheva kushaya simba kwemwana anenge azvarwa ari gavamwedzi.

Unheva kushaya simba kwemwana anenge azvarwa ari gavamwedzi.

Munheva ndechokubatisa hove chakaita seduwo chinorukwa neshanga kana uswa.

Munheva muti wakakora uye wakaurungana, unokura uchitandira mimwe.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unheza

Unheza kuva munhu anenge aine makumbo ane mateya.

Verenga

Swipe for the next word