KwaunobvaDuramazwiUunhu

Duramazwi · zita

unhu

disposition · morality · personality · quality · trait · qualities

umunhu

Zvinoreva

Kuve neunhu kuve netsika dzinoyemurika pose pose paunenge uri, uri chidadiso nomuenzaniso wakanaka.

1

Kuve neunhu kuve netsika dzinoyemurika pose pose paunenge uri, uri chidadiso nomuenzaniso wakanaka.

Yanika pachena unhu nemaitiro zvinoshoreka pamutambi VaZinwamhanga.

Ndeapi matambudziko awakamboona kana kunzwa kuti akawira vanhu vainge varasa unhu?

Zvakare vana tete vacho vamazuva ano vanotodawo kurairwa sezvo vasinawo unhu hwacho.

Zvakafanana

umunhu

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unhubu

Unhubu kuita mabasa anonyadzisa asi iwe zvichikufadza. Kuitira tsvina mutsime unhubu hwakanyangara chose.

Verenga

Swipe for the next word