KwaunobvaDuramazwiUunhubu

Duramazwi · zita

unhubu

useemusizwirushakatira

Zvinoreva

Unhubu kuita mabasa anonyadzisa asi iwe zvichikufadza. Kuitira tsvina mutsime unhubu hwakanyangara chose.

1

Unhubu kuita mabasa anonyadzisa asi iwe zvichikufadza. Kuitira tsvina mutsime unhubu hwakanyangara chose.

Munhu anonzi anogan'a anenge achiita zvinhu zveupenzi ne-unhubu mukati.

Dzenga munhu anoita zvisingadiwi nevamwe, uye zvine unhubu mukati, asi iye asina basa nazvo.

Unhubu kuita mabasa anonyadzisa asi iwe zvichikufadza. Kuitira tsvina mutsime unhubu hwakanyangara chose.

Zvakafanana

usee · musizwi · rushakatira

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unidza

Kana ukaunidza chirimwa unenge waita zvinokonzera kuti chisvave.

Verenga

Swipe for the next word