Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ungo vana vanoberekwa nomuungo, kamuti kanotatanda kachikwira nemimwe miti.
1
Ungo vana vanoberekwa nomuungo, kamuti kanotatanda kachikwira nemimwe miti.
Ungo vana vanoberekwa nomuungo, kamuti kanotatanda kachikwira nemimwe miti.
Muungo muti unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura zhinji, une hunde inobudisa mukaka uchishandiswa kugadzira rabha.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ungonono
Kana munhu achiita ungonono anenge achirarama upenyu hwemisikanzwa nokusaterera zvaanorairwa.
VerengaSwipe for the next word